Sale!

Murozvi

Original price was: R49,99.Current price is: R30,00.

Patrick aive agere zvakanaka nemudzimai wake anonzi Ruth  sevamwe vose vakaroorana. Zvisinei, zvinhu zvakatanga kuchinjia kusvikira akazosangana nemumwe mudzimai anonzi Tilda vachibva vadanana. Mwanasikana waPatrick, Anna akabiwa nemadzimbamoyo usiku vakatanga kumutsvaga kwose. Tilda aifarira vana vaPatrick pekutanga asi aiva mhakure.

Ngatinzwei kuti Anna vakazomuwana here uye upenyu hwaPatrick hwakazofamba sei mushure mekuwana Tilda.

Sales 0

Patrick aive agere zvakanaka nemudzimai wake anonzi Ruth  sevamwe vose vakaroorana. Zvisinei, zvinhu zvakatanga kuchinjia kusvikira akazosangana nemumwe mudzimai anonzi Tilda vachibva vadanana. Mwanasikana waPatrick, Anna akabiwa nemadzimbamoyo usiku vakatanga kumutsvaga kwose. Tilda aifarira vana vaPatrick pekutanga asi aiva mhakure.

Ngatinzwei kuti Anna vakazomuwana here uye upenyu hwaPatrick hwakazofamba sei mushure mekuwanana naTilda.

Like
Spread the love

Reviews

There are no reviews yet.

Be the first to review “Murozvi”
error: Content is protected!