Misodzi: Chitsauko 6
NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 6 Semwana, Zein akaenda kukamuri yake akatsamwa achichema achidemba kuti dai asina kumbobvira auya kuzogara namainini Tsitsi.Husiku uhwu, akarara nemisodzi pamatama akamuka mwangwana acho nemisodzi pamatama. ‘Rudo rwuri kure neni… ndichazowanawo rudo here pasi pano? Kubva kuna ani chaizvo?’’ Zein akarangarira mashoko aakaudzwa naambuya vake vachiri kumusha. Vakati, “Mwari […]
Misodzi: Chitsauko 6 Read More »









