Misodzi: Chitsauko 15
NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 15 Manheru iwayo Zein akasvika kumba naKatarina. Zein aive aziya nenzara uye kuneta nekuti anga asina kudya chinhu panguva yose yaaiva kuchipatara. Akamira pamashure pemotokari yaSifiso yaive yakamiswa kuseri kwemba, akatanga kunamata zvekunamata zviya kuti mwari vadzose upenyu neutano hwaSifiso. Kwapera nguva, Zein akazopinda mumba akananga pa-picture frame yaive […]
Misodzi: Chitsauko 15 Read More »