Misodzi (Read Now)

Read this breathtaking Shona novel, Misodzi, for free now.

Description

Misodzi inganonyorwa yemukomana ane makore mana ekuberekwa anonzi Zein anogara naMainini Tsitsi avo vanomubata sembwa. Azotiza achinotsvaga vabereki vake.

Misodzi: Chitsauko 15

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 15 Manheru iwayo Zein akasvika kumba naKatarina. Zein aive aziya nenzara uye kuneta nekuti…

Misodzi: Chitsauko 16

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 16 Zein aive panze achisvimha misodzi, ndokubva anzwa ruzha mumba. Akavhunduka. Akasimuka akapukuta misodzi…

Misodzi: Chitsauko 17

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 17 Kudana kwaMainini Tsitsi kwakavhiringa ndandariro dzaZein zvikuru. Kutya kwamupa kudedera muhana. ‘Pane chakanaka…

Misodzi: Chitsauko 18

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 18. Zein akamira achitya uye hana yake ichirova.‘Kusapedza basa randikapiwa naAminini Tsitsi ndiko kuirasa…

Misodzi: Chitsauko 19

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 19 Achiri mumota maSister Itai, Zein akatarisa imba yavainongedza. Yaiva hombe nezigedhi dema rihombe…

Misodzi: Chitsauko 20

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 20 Zein akatanga kufunga kuti, ‘Zvokwadi Mwari havana kundipa maziso ekuonesa asi maziso ekuchemesa.…

Misodzi: Chitsauko 21

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 21 (Semi Final) Hana yaZein yairova zvisina mukare akamboona. Pfungwa dzake dzakamhanya uko neuko,…

Discipline, consistency, and patience. If you lack these, you won’t grow.

Kelvin Jasi
Spread the love
error: Content is protected!