Ndagamuchirawo tsamba iyi ku inbox. Verengaiwo mudzidze:
Greetings Kelvin Jasi ???? you are doing great.
There is something chandakaona as a church leader, mukutungamirira vanhu umu ndichinzwawo nyaya dzavo uye zvavanofunga ndakaona kuti marriages mazhinji anoparara ndeevarume vakaroora vakadzi vasiri virgin. Pakadaro probability yekurwa nekurambana yakakura kudarika ma marriages evakadzi vakaroorwa varimhandara. Kunyange zvazvo varurame achiedza kuzvivanza asi ndicho chokwadi chirimuvanhu, saka varume vanongozoti haa mukadzi haanditeereri, and obvious vakadzi vanotaura kudarika varume asi murume anoda mukadzi wake anotsvaka a way yekuyanana nemukadzi wake, so umwe advice ingapiwa vakadzi vakaroorwa vasiri mhandara ndeyekuti vanotofanira kupa respect chaiyo kuvarume vavo kuitira kuti kana zvichibvira murume akanganwe.
Unoona mukadzi achitukwa kunzi hure ukazvitarisa pamwe pacho inyaya yeumhandara iyoyo yakare.
Vamwe vakadzi vanoti ko sei varume vachitsamwira humhandara asi varivo vanobvisa vana vevanhu humhandara asika tine varume vakawanda vekuti akangotanga kurara nemusikana umwechete pamuviri pakatobata akapiwa mukadzi, uye munhu anotenga product ndiye anotaura product yaanoda likewise munhu anonobvisa pfuma anotora waanoda kana achida mhandara ndizvozvo hakuna anofanira kumuudzira zvekuita nemari yake. Ndinonzwira hangu tsitsi varurame vanoroora vakadzi vasiri mhandara asi ivo vasina vawana mukana wekufara uye kana kubvisa mwana vevaridzi humhandara, Vamwe vacho varume vakadaro vanotanga kuhura varoora sokunge varikutsiva uye vakasazvigamuchira mumba imomo hamuve ne peace.
Ndakaona zvekare kuti murume memwe chete anogona kubvisa vanasikana 10 or 15 humhandara ari one, so vakadzi ivavo obvious vakawanda vacho vacharoorwa nevarume vasina kumbobvisawo humhandara.
Ini personally I don’t support chipfambi chemukadzi kana murume. So zvakakosha kuyeuchidza vanhu kuti vararame zvine uchenjeri vachitya Mwari. Tell them kuti your virginity can make you happy wava mumba.
Zvandataura izvi ichokwadi ndakazviona pakawanda muvanhu.
*********THE END
Ndatenda. Ndinofara kwazvo ndikaonawo pfungwa dzenyu mu comment section.
Kelvin Jasi.