Misodzi: Chitsauko 22
NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 22/22 (Final) Panguva yavakanongedza Mr Smith, Zein akanzwa kusemwa uye kusadiwa. Akanzwa sekuti munhu ari maari anyungudika. “Baba vako zvavakandiita zvakapotsa zvandiuraya mwanangu. Pekutanga ndakafunga kuti varume vese ndizvo zvavari, kusvikira ndazowana William murume wangu. Akauya muupenyu hwangu akandipa chikonzero chekuti ndinyemwerere zve”, Amai Zein vakataura vachisvimha misodzi. Zein […]
Misodzi: Chitsauko 22 Read More »










