Dr kelvin Jasi

Misodzi: Chitsauko 19

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 19 Achiri mumota maSister Itai, Zein akatarisa imba yavainongedza. Yaiva hombe nezigedhi dema rihombe namaruva kunze akanakisa zvikuru. Nemufaro, akanyemwerera. Sister Itai muri kurevesa kuti ndiyo imba yevabereki vangu chaivo? Oh my God! Ndave kunzwa kuda kutipindamo ndobva ndashevedzera kuti Mhamha naBaba ndauya kuma! Sezvinoitwa naJack kuna baba vake […]

Misodzi: Chitsauko 19 Read More »

Misodzi: Chitsauko 18

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 18. Zein akamira achitya uye hana yake ichirova.‘Kusapedza basa randikapiwa naAminini Tsitsi ndiko kuirasa kwandaita’. Aizevezera akatarisa mudenga achidemba. Asati apindura mubvunzo wavo, phone yaMainini Tsitsi yakabva yarira. Vainge vari murume wavo Sifiso, vainzwika chaizvo nekuti vaiwanza kuisa nhare yavo pa-loud speaker pese pavanotambira nhare yavo.Vakataura parunhare naSifiso kwenguva

Misodzi: Chitsauko 18 Read More »

Misodzi: Chitsauko 17

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 17 Kudana kwaMainini Tsitsi kwakavhiringa ndandariro dzaZein zvikuru. Kutya kwamupa kudedera muhana. ‘Pane chakanaka here apa?’ Kazvibaya nemubvunzo apo ichibika manhanga.Akapinda mumba kuti adavire Amainini Tsitsi vaaudzwa kuti vamushevedza. Akavawana vakagara kurudyi kwe-sitting room pasofa vakabata TV remote. “Mandisheveza here Amainini?” Zein akabvunza achitya.Mainini Tsitsi vakamukanda ziso vakaenderera mberi

Misodzi: Chitsauko 17 Read More »

Misodzi: Chitsauko 16

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 16 Zein aive panze achisvimha misodzi, ndokubva anzwa ruzha mumba. Akavhunduka. Akasimuka akapukuta misodzi ndokubva amhanyira mumba.Akawana Mary naKatarina vachirwa. Vainge vabvarurana hembe nekukuvadzana, vapana maronda. Zein akashaya zvekuita sezvo aiva mudiki kwavari vose. Akanetseka achizvibvunza kuti, ‘ndiri aniwo zvangu kuti ndingataure navo zvekuti vanganditeerera’. “Mary iwe une moyo

Misodzi: Chitsauko 16 Read More »

Misodzi: Chitsauko 15

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 15 Manheru iwayo Zein akasvika kumba naKatarina. Zein aive aziya nenzara uye kuneta nekuti anga asina kudya chinhu panguva yose yaaiva kuchipatara. Akamira pamashure pemotokari yaSifiso yaive yakamiswa kuseri kwemba, akatanga kunamata zvekunamata zviya kuti mwari vadzose upenyu neutano hwaSifiso. Kwapera nguva, Zein akazopinda mumba akananga pa-picture frame yaive

Misodzi: Chitsauko 15 Read More »

Misodzi: Chitsauko 14

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 14 Zein akapukuta misodzi nekukurumbidza akateverawo kwaenda vamwe kumochari. Mumochari maive makazara vanhu, vachishamisika.Akapindawo pakati pavo kuti aonewo mashura asimudza tsiye dzevanhu vese. Vamwe vainge vakanyarara, vamwewio ndivo vaiita nhauririrano nehama neshamwari dzavo. ‘Mwari, ngavave babamunini Sifiso ndapota. Ndiregereiwo ndekusatenda kwangu kwamuri. Ndinokumbira ruregerero rwenyu Mwari. Ambuya vakandiudza zvakawanda

Misodzi: Chitsauko 14 Read More »

Misodzi: Chitsauko 13

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 13 Zein akatevera murume uya aiva akapfeka hembe isina maoko panze. Akaona Amainini Tsitsi naKatarina vakamira panze pedyo nemusiwo wechipatara. Amainini vakadzvokora Zein neziso rehumhondi. “Amai, takumirirai kuti muuye kuzotora mwanakomana wenyu asi hamuna kuuya”, Sister Itai vakataura nezwi rakapfava.“Kabenzi aka kamuri kuti mwanakomana wangu haasi mwana wangu asi

Misodzi: Chitsauko 13 Read More »

Misodzi: Chitsauko 12

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 12 Pese painge pakazara vanhu vakamira pagedhi rechipatara. Doctor vaitaura nemumwe wevakoti. Sister Itai vakamhanyira muchipatara vachinetseka kuti chii chii chii chiri kuitika. Zein aimhanyawo achitevera mumashure zvichimunetsa kuti sei pachipatara pakazara vanhu kudaro. “Mandidana”, Sister Itai vakabvunza Doctor vachifemereka.“Hongu, ndakudana. Paita emergency inoda imimi kuti muvepo. Ko, Sister,

Misodzi: Chitsauko 12 Read More »

Misodzi: Chitsauko 11

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 11 Sister Itai pavaityaira motokari, hana yaZein yairova zvikuru uye makumbo achidedera nekutya. Aidemba kuti dai Sister Itai vangoenda kunomusiya kumusha kuna Ambuya. “Sei wakasuwa, haudi kuenda kumba here?” Sister Itai vakabvunza Zein.Zein akavatarisa, misodzi ikatanga kubvinza.“Ndakuudza kuti usacheme. Ona ka, baba vako havana kufa zvachose. Pandaive mudiki, ndakarasikirwa

Misodzi: Chitsauko 11 Read More »

Misodzi: Chitsauko 10

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 10 Amainini Tsitsi vakatanga kuzvongonyoka pasi vachichema nekudanidzira. Mary aiva mukona achingopoukuta misodzi isingaperi. Ukuwo Jack aizhamba kunge amai vake. Katarina aive akatarisa amai vake asingachemi kana kudonhedza musodzi. Muviri waZein wainge warenguka. Hana ichirova zvisina mukare akamboona. Maziso ake aiva ati piriviri kutsvuka. Ainge asingachemi, asi ndangariro dzake

Misodzi: Chitsauko 10 Read More »

error: Content is protected!