Misodzi: Chitsauko 1
NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 1 Zein paaive nemakore mana, Amainini Tsitsi vakamuendesa kuchikoro. Sevamwe vana akatanga kudzidza kunyangwe aiva mudiki pazera zera rake kuti atange kuita Grade 1. Musi wake wekutanga kupinda chikoro akatanga kuongorora vana vaive mukirasi make, mudzidzisi wake uye chikoro chose sezvo zvose zvaive zvitsva kwaari. Zein akakurira kumusha nambuya […]
Misodzi: Chitsauko 1 Read More »









