Misodzi: Chitsauko 17
NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 17 Kudana kwaMainini Tsitsi kwakavhiringa ndandariro dzaZein zvikuru. Kutya kwamupa kudedera muhana. ‘Pane chakanaka here apa?’ Kazvibaya nemubvunzo apo ichibika manhanga.Akapinda mumba kuti adavire Amainini Tsitsi vaaudzwa kuti vamushevedza. Akavawana vakagara kurudyi kwe-sitting room pasofa vakabata TV remote. “Mandisheveza here Amainini?” Zein akabvunza achitya.Mainini Tsitsi vakamukanda ziso vakaenderera mberi […]
Misodzi: Chitsauko 17 Read More »









