Dr kelvin Jasi

Misodzi: Chitsauko 3

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 3 Mainini Tsitsi vakamira pamusiwo vachinetseka kuti mandiro mapfumbamwe aputsika sei pamwe chete. Maziso avo aioneka kuzara nehasha. Vachifemera pamusoro kunge mombe yadzipwa nechitirobho. Mukati mavo vachiita kuvira kunge sekachaso. Zein achichema akatanga kunhonga magirazi. Jack akamhanya kubuda mukicheni achitya kurohwa naamai vake. Zein akatarisa meso amainini Tsitsi akanzwa […]

Misodzi: Chitsauko 3 Read More »

Misodzi: Chitsauko 2

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi Chitsauko 2 Mainini Tsitsi vakanopinda mukicheni vachimhanya vakawana Zein achiunganidza magirazi apwanyika pasi. “Jesu!” Vakakatyamara MaininI Tsitsi vachibva vawatsura Zein nembama kumeso. Mwana akadonhera pamusoro pamagirazi neuso, paaimuka akabva amatsika zve magirazi aya. Kutya kukuru kwakamubata, mufaro wese hwekuva pamba paMainini Tsitsi hukapera pakarepo. Makumbo ake akange obvunda seapindwa nechando.

Misodzi: Chitsauko 2 Read More »

Misodzi: Chitsauko 1

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 1 Zein paaive nemakore mana, Amainini Tsitsi vakamuendesa kuchikoro. Sevamwe vana akatanga kudzidza kunyangwe aiva mudiki pazera zera rake kuti atange kuita Grade 1. Musi wake wekutanga kupinda chikoro akatanga kuongorora vana vaive mukirasi make, mudzidzisi wake uye chikoro chose sezvo zvose zvaive zvitsva kwaari. Zein akakurira kumusha nambuya

Misodzi: Chitsauko 1 Read More »

‘Zero to One: Notes on Startups’ book review

Book Review: “Zero to One: Notes on Startups” by Peter Thiel and Blake Masters “Zero to One” by Peter Thiel and Blake Masters offers a transformative journey through fifteen essential lessons for aspiring entrepreneurs. Here’s a reimagined summary of its invaluable insights: Bonus Insights: These fundamental teachings serve as a beacon for prospective entrepreneurs and

‘Zero to One: Notes on Startups’ book review Read More »

error: Content is protected!