Dr kelvin Jasi

Cost Judging

Many times, individuals will critique your work and desire to pay a cheaper price for services for which they are unaware of the manufacturing costs. A customer inquired about the cost of this job.I answered him, “$150”. Customer: So expensive for this job? Me: How much do you think it would cost you? Customer: $80 […]

Cost Judging Read More »

Misodzi: Chitsauko 22

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 22/22 (Final) Panguva yavakanongedza Mr Smith, Zein akanzwa kusemwa uye kusadiwa. Akanzwa sekuti munhu ari maari anyungudika. “Baba vako zvavakandiita zvakapotsa zvandiuraya mwanangu. Pekutanga ndakafunga kuti varume vese ndizvo zvavari, kusvikira ndazowana William murume wangu. Akauya muupenyu hwangu akandipa chikonzero chekuti ndinyemwerere zve”, Amai Zein vakataura vachisvimha misodzi. Zein

Misodzi: Chitsauko 22 Read More »

IT’S IN CHURCH

“It’s In Church” poem. It’s only in churchYou’ll find a pastor talking,Negatively of those in the barBut you’ll never find a drunk person,Talking about a hypocritical Pastor in a bar It’s in churchWhere the stolen taxes,Are remitted to help the poorIs it helping or stealingIt’s no longer safe in those churches It’s in the churchYou

IT’S IN CHURCH Read More »

MOTHERHOOD

Motherhood M e? I don’t believe in soulmates!O n the contrary—T ime after time you pass through my breathe,H aving you by my side is really a feat.E asily splicing all my scattered senses,R amming me out of those biased fences.H aving me a shelter underneath you,O ver and over again my tears trickle down

MOTHERHOOD Read More »

Fate

“Fate” poem I tried to be “normal.”I tried to like the people I was supposed to like.Tried to imagine the future I was meant to live.I tried so hard.I realized I had two choices;Conform and slowly strangle myself.Or shatter the mold and let others slowly strangle me.Either way I was going to die. ALL RIGHTS

Fate Read More »

UNODA HERE?

Unoda here? Iwe unoda here kunzwa nyaya,kubva pamiromo yakabvaruka yeasina ngano?Iwe unoda here kunzwa nyaya,kuti zvisinei kuti yakapoterera seiyakadzorerwa kumashure,yakarukwa uye yakatambwa nayo zvakadii,inogara ichipera zvakafananaIwe unoda here kunzwa nyaya,yakabikwa nemisodzi, kusuwa uye nyemwereronhema?Iwe unoda here kunzwa iyo nyaya,yakanyorwa neropa rerudo paruoko reamboive mudiwa wake? ©️Kelvin Jasi, 2021 painfullovestory

UNODA HERE? Read More »

error: Content is protected!