January 2022

Novel Title: Misodzi

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin JasiCHITSAUKO 19Achiri mumota maSister Itai, Zein akatarisa imba yavainongedza. Yaiva hombe nezigedhi dema rihombe namaruva kunze akanakisa zvikuru. Nemufaro, akanyemwerera.Sister Itai muri kurevesa kuti ndiyo imba yevabereki vangu chaivo? Oh my God! Ndave kunzwa kuda kutipindamo ndobva ndashevedzera kuti Mhamha naBaba ndauya kuma! Sezvinoitwa naJack kuna baba vake kumba kwavo”.Sister Itai

Novel Title: Misodzi Read More »

Misodzi: Chitsauko 21

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 21 (Semi Final) Hana yaZein yairova zvisina mukare akamboona. Pfungwa dzake dzakamhanya uko neuko, akavhiringika. Runhare rwaSister Itai rwakabva rwarira panguva idzodzo. “Pamusoroi, ndave kumhanyira kubasa. Ndiri kudiwa zvakanyanya”, Sister vakataura vachimhanya-mhanya, vakasimuka kuti vaende. Mr naMrs Smith vakashaya zvekutaura.“Ndinoenda nemi Sister Itai”, Zein akataura achisimudza bhedi rake kuti

Misodzi: Chitsauko 21 Read More »

Misodzi: Chitsauko 20

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 20 Zein akatanga kufunga kuti, ‘Zvokwadi Mwari havana kundipa maziso ekuonesa asi maziso ekuchemesa. Nekuti nguva zhinji dzeupenyu hwangu ndinomashandisa kusvimha misodzi’. Mr Smith vachiona Zein achichema kudaro, vakatura befu ndokutarisa Sister Itai vakati, “mudzimai iwe, wati ndiwe ani uye mukomana uyu wabva naye kupi? Handidi dambudziko mumba mangu

Misodzi: Chitsauko 20 Read More »

Misodzi: Chitsauko 19

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 19 Achiri mumota maSister Itai, Zein akatarisa imba yavainongedza. Yaiva hombe nezigedhi dema rihombe namaruva kunze akanakisa zvikuru. Nemufaro, akanyemwerera. Sister Itai muri kurevesa kuti ndiyo imba yevabereki vangu chaivo? Oh my God! Ndave kunzwa kuda kutipindamo ndobva ndashevedzera kuti Mhamha naBaba ndauya kuma! Sezvinoitwa naJack kuna baba vake

Misodzi: Chitsauko 19 Read More »

Misodzi: Chitsauko 18

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 18. Zein akamira achitya uye hana yake ichirova.‘Kusapedza basa randikapiwa naAminini Tsitsi ndiko kuirasa kwandaita’. Aizevezera akatarisa mudenga achidemba. Asati apindura mubvunzo wavo, phone yaMainini Tsitsi yakabva yarira. Vainge vari murume wavo Sifiso, vainzwika chaizvo nekuti vaiwanza kuisa nhare yavo pa-loud speaker pese pavanotambira nhare yavo.Vakataura parunhare naSifiso kwenguva

Misodzi: Chitsauko 18 Read More »

Misodzi: Chitsauko 17

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 17 Kudana kwaMainini Tsitsi kwakavhiringa ndandariro dzaZein zvikuru. Kutya kwamupa kudedera muhana. ‘Pane chakanaka here apa?’ Kazvibaya nemubvunzo apo ichibika manhanga.Akapinda mumba kuti adavire Amainini Tsitsi vaaudzwa kuti vamushevedza. Akavawana vakagara kurudyi kwe-sitting room pasofa vakabata TV remote. “Mandisheveza here Amainini?” Zein akabvunza achitya.Mainini Tsitsi vakamukanda ziso vakaenderera mberi

Misodzi: Chitsauko 17 Read More »

Misodzi: Chitsauko 16

NOVEL TITLE: MisodziAUTHOR: Kelvin Jasi CHITSAUKO 16 Zein aive panze achisvimha misodzi, ndokubva anzwa ruzha mumba. Akavhunduka. Akasimuka akapukuta misodzi ndokubva amhanyira mumba.Akawana Mary naKatarina vachirwa. Vainge vabvarurana hembe nekukuvadzana, vapana maronda. Zein akashaya zvekuita sezvo aiva mudiki kwavari vose. Akanetseka achizvibvunza kuti, ‘ndiri aniwo zvangu kuti ndingataure navo zvekuti vanganditeerera’. “Mary iwe une moyo

Misodzi: Chitsauko 16 Read More »

error: Content is protected!